Duramazwi
ngwara
clever · smart
Duramazwi
clever · smart
Kana munhu achinzi akangwara anenge ane pfungwa dzinoshanda nokukurumidza, uye achiita zvinhu zvinowanzobudirira.
Kana munhu achinzi akangwara anenge ane pfungwa dzinoshanda nokukurumidza, uye achiita zvinhu zvinowanzobudirira.
Uyu munhu akangwara-ngwara, anofarira kuita twunhu twechitsotsi-tsotsi.
Ini zvangu handisati ndakuda kufa Saka murikufanira kutonyatsoita nhau dzenyu makangwara.
Iyezvino iwe ndiwe wakuda kuzviona sekuti wakangwara stereki.
-chenjera
Duramazwi
01 / 03ngwarangwanduka
Kana doro remasese richinzi rangwarangwanduka rinenge richivava.
VerengaSwipe for the next word