KwaunobvaDuramazwiNngwarisa

Duramazwi

ngwarisa

-zuruka-bhebheuka

Zvinoreva

Kana munhu achinzi akangwarisa anenge akachenjera zvekupfurikidza mwero.

1

Kana munhu achinzi akangwarisa anenge akachenjera zvekupfurikidza mwero.

Ainge angwarisa zvino atokanganwa.

Amai Zvauya: Kupi, pamwe makaanhonga kana kuba, vanhu munoda kungwarisa zvisina basa.

Kuganhira kuita kana kutaura kunoratidza kungwarisa, kuzvikudza kana kusvotesa.

Zvakafanana

-zuruka · -bhebheuka

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngwaru

Kana munhu akati ngwaru anenge achitaridzika kuva ane njere.

Verenga

Swipe for the next word