KwaunobvaDuramazwiCchena

Duramazwi · chipauro

chena

sterile · white · whitewash · neat · tidy · clean · be clean

jenashena

Zvinoreva

Kana hembe yachena inenge yagezwa ikabva tsvina.

Iri idzitsi rechipauro rinoreva chinhu chinenge chine ruvara rwemukaka.

Chena kuparuka kunoita muviri mushure mokunge munhu ashandira kana kutambira muguruva, arohwa nechando kana kuti asina kuzora mafuta.

Kuti chena kubudisa mazino panze sezvinoita imbwa inoda kuruma imwe.

1

Kana hembe yachena inenge yagezwa ikabva tsvina.

Hembe nhema iyo iri nani pane chena iyo.

Bhuroira rudzi rwehuku dzenyama, dzakaita chena kazhinji, dzinokasika kukura.

Manganizi isimbi chena yakada kuenda kupfumbu, inogadzirisa simbi nemagirazi.

2

Kana ruvara rwakachena rwunenge rwakaita serwomukaka.

3

Kana munhu akachena anenge achiratidzika zvakashambidzika.

4

Iri idzitsi rechipauro rinoreva chinhu chinenge chine ruvara rwemukaka.

Hembe nhema iyo iri nani pane chena iyo.

Bhuroira rudzi rwehuku dzenyama, dzakaita chena kazhinji, dzinokasika kukura.

Sirivha isimbi chena inopenya uye inogadziriswa mhete nezvimwewo zvakakosha.

5

Chena kuparuka kunoita muviri mushure mokunge munhu ashandira kana kutambira muguruva, arohwa nechando kana kuti asina kuzora mafuta.

Hembe nhema iyo iri nani pane chena iyo.

Zinyaruninga igwenzi rine ruvara rwakada kuita rupfumbu pamusoro asi pasi riri chena.

Urwu rudzi rwenyemba chena inokura chaizvo uye inoita tumavara tupfumbu.

6

Kuti chena kubudisa mazino panze sezvinoita imbwa inoda kuruma imwe.

Urwu rudzi rwenyemba chena inokura chaizvo uye inoita tumavara tupfumbu.

Chibage imbeu inomera paguri, ine tsanga chena dzinogaiwa kuita upfu.

Gemenzi ihembe, kazhinji chena uye refu, inopfekwa nevatenderi vechechi dzakasiyana-siyana.

Zvine chekuita

jena

Zvakafanana

shena

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chenama

Kana munhu akachenama anenge akavhura muromo zvokusiya mazino panze. Mazino ake akakurisa zvokuti anogara akachenama.

Verenga

Swipe for the next word