Duramazwi
chenesa
sterilize
Duramazwi
sterilize
Kuchenesa chinhu kuchisuka zvakakwana, zvekusara chisisina tsvina.
Kuchenesa chinhu kuchisuka zvakakwana, zvekusara chisisina tsvina.
Sipo iyi inonyatsochenesa mbatya.
Kana munhu achinzi chigeza anenge akapusa uye asingafariri zvokuzvichenesa.
Keyateka munhu anoita basa rokuchengetedza nokuchenesa musha mukuru wakaita sechikoro.
Kuchenesa munhu kumutengera hembe dzakanaka dzinoita kuti agare akashambidzika nekutsvinda.
Kana munhu achenesa nzvimbo anenge aigadzira nekubvisa marara pairi.
Kuchenesa panzvimbo kuisa mwenje panzvimbo iyoiyo pachiva nechiyedza.
Kuchenesa kubuda shashara kunoita chibage choda kuita vana.
-tumbuka
Duramazwi
01 / 03cheneso
Kana munhu apihwa cheneso nemupirisiti anenge areurura akazopindurwa kuti akanganwirwa zvitadzo zvake.
VerengaSwipe for the next word