Duramazwi
rongedza
reorganize · pack
-viga-chengeta
Duramazwi
reorganize · pack
Kurongedza kugadzira midziyo kuti ive panzvimbo yainofanirwa kunge iri, yakanyatsomira zvakanaka.
Kurongedza kugadzira midziyo kuti ive panzvimbo yainofanirwa kunge iri, yakanyatsomira zvakanaka.
Tadiwa ainge apedza hake kurongedza rongedza kwave kukandira Tanaka makey.
Akatanga kurongedza hembe dzake kwave kubva abuda pamba pavana Tanaka.
Vakarongedza grocery ravo raive rakawanda, ndokugeza mota yavo diki.
Kurongedza munhu afa kumucherera nokumuisa muvhu.
-viga · -chengeta
Duramazwi
01 / 03rongeka
formal
VerengaSwipe for the next word