Duramazwi
rongeka
formal
Duramazwi
formal
Kana zvinhu zvichirongeka zvinenge zvichibuda negwara razvinotarisirwa, pasina zvinoshupa.
Kana zvinhu zvichirongeka zvinenge zvichibuda negwara razvinotarisirwa, pasina zvinoshupa.
Nyaya dzako dzarongeka dzoga.
Ndawana mari yechikoro iwe wabudawo wakapasa.
Tanaka akazomuka zuva kata kwave kutangawo asi kedu Tadiwa kainge katorongeka nechekare.
Duramazwi
01 / 03rongo
Rongo ihari inoshandiswa kubikira usavi.
VerengaSwipe for the next word