KwaunobvaDuramazwiCchenga

Duramazwi

chenga

Zvinoreva

Kana munhu achichenga zvinhu kana vanhu anenge achivachengetedza zvakasimba.

1

Kana munhu achichenga zvinhu kana vanhu anenge achivachengetedza zvakasimba.

Mudzidzisi akachenga vana vose paduhwino kuti vasanyura.

Chenga ose manhanga hapana risina mhodzi.

Chenga ibandi rehari yakaputsika rinoshandiswa kukangira.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chenga [chaenga]

Chenga ibandi rehari yakaputsika rinoshandiswa kukangira.

Verenga

Swipe for the next word