Duramazwi
Zvinoreva
Kana musha ichinzi uri kucheneswa unenge wabikirwa doro rekugadzirisa zvinenge zvichinetsa.
1

Chiedza kujeka kunoita kunze mambakwedza kana dima reusiku rikange rava kucheneswa nezuva.
Kana musha ichinzi uri kucheneswa unenge wabikirwa doro rekugadzirisa zvinenge zvichinetsa.
Kana musha uchinzi wacheneswa unenge wanamatirwa senzira yekugadzirisa zvinenge zvichinetsa mumba imomo.
2

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chenga
Kana munhu achichenga zvinhu kana vanhu anenge achivachengetedza zvakasimba.
VerengaSwipe for the next word