KwaunobvaDuramazwiCchengera

Duramazwi

chengera

Zvinoreva

Kuchengera kugara wakachengetedza kana kutarisisa mukadzi kana murume zvakanyanyisa kuri kutyira kuti asadanane nemumwe munhu.

1

Kuchengera kugara wakachengetedza kana kutarisisa mukadzi kana murume zvakanyanyisa kuri kutyira kuti asadanane nemumwe munhu.

Zirume rinochengera raigara pachikomo richida kuona kuti aisvika achitaura nomukadzi waro ndiani.

Baba veruchengera vaingoti napo napo vadzoka kumba kuzoona kuti ndiani asvika vasipo.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word