KwaunobvaDuramazwiSshambidza

Duramazwi

shambidza

Zvinoreva

Kushambidza kuita kuti munhu atsvinde.

1

Kushambidza kuita kuti munhu atsvinde.

Chapa munhu asingagoni kuzvishambidza muviri wake uye asina hanya dzekuchenesa paanogara.

Uyu musikana anenge achionekwa seasingazivi zvokuzvishambidza zvinoenderana nenguva yacho.

Ukomba kutaridzika kunoyevedza kwemunhu anogona kuzvishambidza.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shambidzika

Kana wakashambidzika unenge wakageza, uye wakapfeka hanzu dzakachena.

Verenga

Swipe for the next word