Duramazwi · chiito
geza
wash · bathe; wash
Duramazwi · chiito
wash · bathe; wash
Kugeza kubvisa tsvina pachinhu uchishandisa mvura.
Kugeza kubvisa tsvina pachinhu uchishandisa mvura.
Vakatogeza geza ndokubva vapinda munzira naBatakue.
Tadiwa ainge atogeza geza kare hake.
Geza kumeso, kune mbovha pamatama.
Kugeza kuburitsa ropa kunoita vanhukadzi kana mazai emuzvibereko zvavo asina kusangana nembeu dzevanhurume.
-shamba · -suka · -bvita · -tevera · shamba
-putudza
Duramazwi
01 / 03Ghirungu
English
VerengaSwipe for the next word