KwaunobvaDuramazwiSshamba

Duramazwi · zita

shamba

jodha

Zvinoreva

Shamba chirimwa chakada kuita sevisi, chinobikiswa nhopi kana kupiwa zvipfuyo.

1

Shamba chirimwa chakada kuita sevisi, chinobikiswa nhopi kana kupiwa zvipfuyo.

Kufira guyu kuuya hazvienzani nokufira shamba.

Nhopi kudya kunogadzirwa nenhanga kana shamba rinoseswa, robikwa nokuiswa dovi nemunyu.

Chikofa panzvimbo panenge paomarara panhanga, shamba kana zvimwe zvakadaro nokuda kwekurumwa kana kukuvara.

Zvakafanana

jodha

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word