Duramazwi
shamatata
-kwama
Duramazwi
Kana munhu a-chishamatata anenge achitaura nezwi riri pamusoro, achiita zvokudaidzira.

Kushamatata kutaurisa zvinhu zvakawanda zvisina musoro.
Kushamatata kutaurisa zvinhu zvakawanda zvisina musoro.
-kwama
Duramazwi
01 / 03shamba
Shamba chirimwa chakada kuita sevisi, chinobikiswa nhopi kana kupiwa zvipfuyo.
VerengaSwipe for the next word