Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akandoti bwada kwaanenge aenda kana kutumwa anenge andogarako asi kwaabva akamirirwa.
Kubwada kutaura uchiratidza kuvhiringika kana kufara zvikuru.
Kana ziso richibwada rinenge richibudisa misodzi nekuda kwekurwadza.

Kana zvinhu zvikati bwada zvinenge zvatsakatika zvikarova.
Manhanga aya akawandisa mvura, zvekuti paabikwa ati bwadabwada.

Kana chinhu chati bwadabwada chinenge chaibvisa kana kuti chava kutoora, sezvinota michero.
Zvakafanana
bwada bwada
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bwadabwada
Kuti bwadabwada kunyorovera nekuda kwekuva nemvura yakawanda.
VerengaSwipe for the next word