Duramazwi
Zvinoreva
Kuti bwadabwada kunyorovera nekuda kwekuva nemvura yakawanda.
1
Kuti bwadabwada kunyorovera nekuda kwekuva nemvura yakawanda.
Manhanga aya akawandisa mvura, zvekuti paabikwa ati bwadabwada.
Kana chinhu chati bwadabwada chinenge chaibvisa kana kuti chava kutoora, sezvinota michero.
2
Kana chinhu chati bwadabwada chinenge chaibvisa kana kuti chava kutoora, sezvinota michero.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bwadagu
Kana chinhu chati bwadagu chinenge charovera pakaoma chobva chatsemuka-tsemuka.
VerengaSwipe for the next word