KwaunobvaDuramazwiBbwadagu

Duramazwi

bwadagu

Zvinoreva

Kana chinhu chati bwadagu chinenge charovera pakaoma chobva chatsemuka-tsemuka.

1

Nhanga rakadonha mungoro rikava rati bwadagu.

Kana chinhu chati bwadagu chinenge charovera pakaoma chobva chatsemuka-tsemuka.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwadagudza

Kana munhu abwadagudza chinhu anenge achirovera pakaoma chobva chapwanyika-pwanyika.

Verenga

Swipe for the next word