KwaunobvaDuramazwiBbwadagudza

Duramazwi

bwadagudza

-bwagura

Zvinoreva

Kana munhu abwadagudza chinhu anenge achirovera pakaoma chobva chapwanyika-pwanyika.

1

Zvakafanana

-bwagura

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwadagura

Kubwadagura munhu kumurova mbama yakasimba.

Verenga

Swipe for the next word