KwaunobvaDuramazwiHhumana

Duramazwi

humana

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ari kuhumana anenge achitaura zvinhu zvisinganzwisisike kunge munhu anopenga.

1

Zvino chigubhu chaitove sealed munhu ndipo poohumana hake.

Kana munhu achihumana anenge asinganyatsobudda pachena zvaari kutaura.

Kana munhu achinzi ari kuhumana anenge achitaura zvinhu zvisinganzwisisike kunge munhu anopenga.

2

Kana munhu achihumana anenge asinganyatsobudda pachena zvaari kutaura.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

humba

Humba chimbuyu chinenge tsikidzi, chinorarama nokusveta ropa ravanhu.

Verenga

Swipe for the next word