KwaunobvaDuramazwiWwawata

Duramazwi

wawata

-gwagwavata

Zvinoreva

Kana munhu achiwawata anenge achitaura zvinhu zvakawanda zvisingataridzi njere, kazhinji nezwi riri pamusoro.

1

Kupengereka kungowawata mashoko okutuka vanhu zvisina kana magumo.

Kana munhu achiwawata anenge achitaura zvinhu zvakawanda zvisingataridzi njere, kazhinji nezwi riri pamusoro.

Zvakafanana

-gwagwavata

Mamwe mazwi ane W

W

Swipe for the next word