Kwaunobva

waya

zita
Zvinoreva
  1. 1

    Kuti waya kumwaya mbeu kana tsanga pasi mumunda.

  2. 2

    Kuti waya kurira kunoita mari yemasirivha ikange yadonhedzwa.

  3. 3

    Kuti waya kugohwa kunoita bhora richindorova mambure zvakasimba.

    Ipapo bhora rakabva rangonhongwa naChipendo mubhokisi chaimo, ndokubva angoti kipa kamwe chete siki, bha waya.

  4. 4

    Waya itambo dzesimbi dzakasiyana-siyana.

    Vakaona kuti vaive pamusungo wewaya chaipo kwete wetambo unodamburika.

  5. 5

    Waya itambo inoyanikirwa zvinhu zvinenge zvakanyorova zvakaita senhumbi kana machira.

    Jira rakanga rakayanikwa pa waya rakati wirikiti pasi pakauya mhepo huru.

  6. 6

    Waya isimbi nhete dzakarukwa dzinoshandiswa pakukomberedza musha kana dzimwewo nzvimbo.

Maumbirwo

Mupanda 9 (i- / dzi-)

Mazwi akafanana

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary