Duramazwi
Zvinoreva
Kukusha mbesa kana zvimwewo zvinhu kuzvimwaya panzvimbo kuti zvimere. Vanorima zviyo kana mhunga vanowanzoita zvekukusha.
1
Kukusha mbesa kana zvimwewo zvinhu kuzvimwaya panzvimbo kuti zvimere. Vanorima zviyo kana mhunga vanowanzoita zvekukusha.
Kuwarira kukavira kana kukusha mbesa pavhu risina mwando wakakwana wokudzimeresa.
Kufukusha kusakura kungaita munhu kwenguva yakareba, uye pachibuda ndima huru.
Kana munhu achifukusha pasi anenge achifamba mitunhu mirefu netsoka.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03Kushambadzira
ads
VerengaSwipe for the next word