Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mangwanani.
1
Mangwanani.
BaTakue vainge vapusa zvino kuseni ikko.
Tendai: Ko zvoworara usina kutibikira unoti chikafu chandadya kuseni chichimo here?
Kurova dova kumukira kufamba rwendo kuseni-seni.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kusha
Kukusha mbesa kana zvimwewo zvinhu kuzvimwaya panzvimbo kuti zvimere. Vanorima zviyo kana mhunga vanowanzoita zvekukusha.
VerengaSwipe for the next word