KwaunobvaDuramazwiMmakuseni

Duramazwi · zita

makuseni

Zvinoreva

Mangwanani.

1

Mangwanani.

Mota yakatorara ichifamba zvekutozonosvika kuBulawayo makuseni chaiwo.

Maitakue vakaita hasha dzisingaite apo zvainge zvasangana nekusadzoka kwemurume kumba makuseni.

Zita retsika iyi rinobvira pakuti paiitika tsika iyi mukwasha aifanira kuzofuma achitsvaira dota kudare ravatezvara makuseni.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word