KwaunobvaDuramazwiMmakunzindinzi

Duramazwi · zita

makunzindinzi

Zvinoreva

Uyu munhu anoshuvira kuva pamusoro pavamwe achida zvokuonererwa. Makanika wemagetsi aisada kupa vamwe ruzivo kuti arambe ari makunzindinzi.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

makuriswa

Kana mwana achinzi ane makuriswa anenge aine chivhu chihombe achikura kudarika vamwe vezera rake.

Verenga

Swipe for the next word