Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana nyaya ichinzi makunun'unu inenge ichitaridza kuti maperero ayo acharwadza vanhu vakawanda pamoyo.
1

2
Kana mari ichinzi makunun'unu inenge yakawanda chaizvo. *Ndakabhadhara makunun'unu emari pakutenga motokari iyi, saka zvinondirwadza kuiona ichingofa.*
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03makunzindinzi
Uyu munhu anoshuvira kuva pamusoro pavamwe achida zvokuonererwa. Makanika wemagetsi aisada kupa vamwe ruzivo kuti arambe ari makunzindinzi.
VerengaSwipe for the next word