KwaunobvaDuramazwiWwe-e

Duramazwi

we-e

Zvinoreva

Kuti we-e kuzvuva chinhu kubva mukati mechimwe, zvinyoronyoro.

1

Kuti we-e kuzvuva chinhu kubva mukati mechimwe, zvinyoronyoro.

Ariti zimunondo we-e kubva musamba, ndokubva afamba achienda kwaari.

Kubva ndizvo zvawaivavarira zvokutiparira ngozi!" "Nhai, nhai mhai mhai mhai-i-we-e e!

Vakaenda mberi vachichema vakabata paura namaoko maviri vachidzungudzadzunga vachiti, "Nhai, nhai mhai, nhai mhai-i-we,-e!

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

webhi

Webhi muchina unoshandiswa kumoneredza matishu paanenge achigadzirwa.

Verenga

Swipe for the next word