Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nikiro inzvimbo inoyanikirwa hembe nyoro, kana kuti zvimwewo zvakaita senyama inenge ichida kuomeswa.
1

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nimbuka
Kunimbuka kushanda basa zvakasimba, mwoyo wako uchida.
VerengaSwipe for the next word