Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuminyuka.
Kunika kuwaridza hembe nyoro pasimbi, pamuti kana pamwe wo padzinokwanisa kuoma zvakanaka.
Nika kabhurukwa kemukati kemukadzi kana kuti kemurume.

Musikana akatsiga haafaniri kunika zvidya zvake pachena.
Kunika kuisa zvinhu zvose pachena, zvokuti chero munhu anokwanisa kuzviona.

Zvakafanana
-yanika
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nikiro
Nikiro inzvimbo inoyanikirwa hembe nyoro, kana kuti zvimwewo zvakaita senyama inenge ichida kuomeswa.
VerengaSwipe for the next word