Duramazwi
nhuwirira
fragrant
Duramazwi
fragrant
Kana chinhu chichinhuwirira chinenge chiine mweya unonakidza kuufema. Kuchikoro kwedu hakudiwi zvizorwa zvinonhuwirira. Nyama yakangwa nehanyanisi inongonzikwa nokunhuwirira kwayo.
Kana chinhu chichinhuwirira chinenge chiine mweya unonakidza kuufema. Kuchikoro kwedu hakudiwi zvizorwa zvinonhuwirira. Nyama yakangwa nehanyanisi inongonzikwa nokunhuwirira kwayo.
Baba vaTakunda vakanyatsogeza havo vakadzikama ndokupfeka nhumbi dzavo dzakanaka kwave kuzora zora zvino nhuwirira.
Azora kose-kose kaiva mumba mavo kainhuwirira.
Nyamwari kakwenzi kakapfava kasina mashizha kanoita maruva anokanda mweya unonhuwirira.
Duramazwi
01 / 03nhuzu
Nhuzu chironda chinoita mvura mukati, chinobuda kana munhu atsva nemoto kana nemvura inopisa.
VerengaSwipe for the next word