Duramazwi · zita
mutotibhirifi
Zvinoreva
Bhurugwa chipfeko chinobva muchiuno chichidzika kumabvi kana kutsoka chakasonwa pokupinza napo makumbo, kuti iri rinopinda kwaro, rimwewo kwaro.
1
Bhurugwa chipfeko chinobva muchiuno chichidzika kumabvi kana kutsoka chakasonwa pokupinza napo makumbo, kuti iri rinopinda kwaro, rimwewo kwaro.
Tadiwa aiita kunyara kunge mukuwasha abatikidzwa achiyedza bhurugwa raambuya mukitchen.
Zvaitika zvaitika, bhurugwa rebenzi risingazivi mberi kana shure.
Ukatamba uchitserendenda, unokurumidza kubvarura bhurugwa.
2
Bhurugwa chipfeko chipfupi chomukati chinovhara nokubata nhengo dzakavandika.
Zvakafanana
mutoti · bhirifi
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhuruku
VerengaSwipe for the next word