Duramazwi · zita
bhuroka
broker
Duramazwi · zita
broker
Kana munhu achiti akabhuroka anenge achireva kuti haana mari yekushandisa pane zvaanoda.
Bhuroka munhu munhu anotengesa masheya emakambani neinishuwarenzi.

Mhuri iyi yakakonzera kubhuroka kwababa vavo sokuseka, dzimba dzose nemotokari zvikatorwa nezvikwereti.
Nyatsochengetai maembuti aya, tozoatengesa kana tabhuroka.
Kana vanhu vachiti bhizimisi rakabhuroka vanenge vachireva kuti bhizimisi iroro rakatadza kubudirira kuti rirambe richishanda.
Bhuroka munhu munhu anotengesa masheya emakambani neinishuwarenzi.
Bhuroka munhu munhu anotengesa masheya emakambani neinishuwarenzi.
Mhuri iyi yakakonzera kubhuroka kwababa vavo sokuseka, dzimba dzose nemotokari zvikatorwa nezvikwereti.
Nyatsochengetai maembuti aya, tozoatengesa kana tabhuroka.
Duramazwi
01 / 03bhuronzi
bronze
VerengaSwipe for the next word