KwaunobvaDuramazwiTtsva

Duramazwi

tsva

unknown · latest · unused

-sharu

Zvinoreva

Kupiswa.

Iri idzitsi rechipauro chinotsanangudza chinhu chisati chambopfekwa kana kushandiswa.

1

Kupiswa.

Mukomana wake anowanzouya kuchangoti tsva, obva atanga kumiramira pagedhe apo.

2

Kutsva kukuvadzwakan kupedzwa nekupiswa nemoto.

Mota yakatsva nokuti peturo yakanga yovhinza yakabatira moto.

Chibage chandanga ndichigocha chatsva.

3

Kutsva kucheneruka kwenhumbi kana chimwe chinhu change chiri pazuva kwenguva yakareba.

4

Kana vanhu vakati vatsva nekunze vanenge vapiswa nezuva.

5

Kana munhu achiti akatsva anenge asina kana kamari zvako.

6

Kana mufananidzo ukanzi watsva unenge wabuda wakacheneruka kana kutsukuruka zviripo zvisingatsoonekwa.

7

Iri idzitsi rechipauro chinotsanangudza chinhu chisati chambopfekwa kana kushandiswa.

Mukomana wake anowanzouya kuchangoti tsva, obva atanga kumiramira pagedhe apo.

Kana vanhu vakati tsva-a panzvimbo vanenge vakawanda chaizvo uye vakazadza nzvimbo huru.

Kana hembe yakati tsva-a nesvina inenge yakasviba chaizvo.

Zvakasiyana

-sharu

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word