Duramazwi02 / 03tsvabikaKana munhu achitsvabika, anenge achifamba asingatsiki pasi zvakanaka.Verenga→
Duramazwi03 / 03tsvadi yadiKana vanhu vachiti havachaoni tsvadi yadi yenyaya vanenge vachireva kuti havachanyatsonzwisisi mafambiro ayo.Verenga→