KwaunobvaDuramazwiTtsva-a

Duramazwi

tsva-a

zvi-i

Zvinoreva

Kusviba.

1

Kusviba.

Kana vanhu vakati tsva-a panzvimbo vanenge vakawanda chaizvo uye vakazadza nzvimbo huru.

Kana hembe yakati tsva-a nesvina inenge yakasviba chaizvo.

Kana kunze kwakati tsva-a kunenge kwakasviba zvakanyanya.

2

3

Kana hembe yakati tsva-a nesvina inenge yakasviba chaizvo.

4

Kana vanhu vakati tsva-a panzvimbo vanenge vakawanda chaizvo uye vakazadza nzvimbo huru.

Zvakafanana

zvi-i

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsvabi

Kuti tsvabi kufamba uchikamhina.

Verenga

Swipe for the next word