Duramazwi
tsutsutira
-tsutsutudza
Duramazwi
Kutsutsutira kukweshera chinhu pasi kana pane chimwe. Huku inotsutsutira muromo pasi, kana yadya zvinosarira paтиromo wayo.

01 / 03tsuva
Tsuva rudzi rweuswa hunomera mumatoro, hunoita kamudzi kanodyiwa.
VerengaSwipe for the next word