Duramazwi
Zvinoreva
Kutsutsutidza kupushira-pushira kana kuzora-zora madhaka kana pendi pamwe panhu.
1
Kutsutsutidza kupushira-pushira kana kuzora-zora madhaka kana pendi pamwe panhu.
Baba vakagumbuka fani, bhiridha atsutsutidza pendi yose divi rimwe chete remba.
Kutsutsutidza kupushira-pushira kana kuzora-zora madhaka kana pendi pamwe panhu.
2
Kutsutsutidza kuita kuti munhu abate chaanacho mumaoko zvakasimba.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsutsutira
Kutsutsutira kukweshera chinhu pasi kana pane chimwe. Huku inotsutsutira muromo pasi, kana yadya zvinosarira paтиromo wayo.
VerengaSwipe for the next word