KwaunobvaDuramazwiTtsutsumwa

Duramazwi

tsutsumwa

-tsutsumwa

Zvinoreva

Kutsutsumwa kutaridza kusafarira zvinenge zvichiitwa nemumwe munhu.

1

Kutsutsumwa kutaridza kusafarira zvinenge zvichiitwa nemumwe munhu.

Mushandi wese ane kodzero yekuenda kunotsutsumwa kuvakuru kana ane nhuna dzaainadzo.

Dhemo kuratidzira kunoitwa nevanhu vanenge vachitsutsumwa pamusoro pezvimwe zvinhu.

Kukonona kuita katsika kokusada kutumwa uchizongoita zvinhu uchitsutsumwa.

Zvakafanana

-tsutsumwa

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsutsururu

Kuti tsutsururu kukweva chinhu chinosiya chapara-para pasi.

Verenga

Swipe for the next word