Duramazwi
vhuruvhuta
-nyunyuta-gononda
Duramazwi
Kuvhuruvhuta kugunun'una kungaita munhu kana zvinhu zvisina kumufambira nenzira yaanoda.

-nyunyuta · -gononda
Duramazwi
01 / 03vhuruvhuzhu
Kuti vhuruvhuzhu kukaruka munhu wapepuka kubva muhope uchiita zvokuvhundukira.
VerengaSwipe for the next word