KwaunobvaDuramazwiVvhurusaka

Duramazwi · zita

vhurusaka

Zvinoreva

Vhurusaka chihomwe kana chisaga chakagadzirwa netende rakasimba rinokwanisa kuchengeterwa mvura.

1

Vhurusaka chihomwe kana chisaga chakagadzirwa netende rakasimba rinokwanisa kuchengeterwa mvura.

Kana vanhu vachifamba rwendo nemotokari vanoisa vhurusaka mberi kwemotokari kuti mvura itonhorere.

Vhurusaka chihomwe kana chisaga chakagadzirwa netende rakasimba rinokwanisa kuchengeterwa mvura.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhuruvata

Kuti vhuruvata kunyarara kwemunhu anga achiita manyawi, mushure mokunge vaanotya kana kunyara vasvika.

Verenga

Swipe for the next word