KwaunobvaDuramazwiVvhurumuku

Duramazwi

vhurumuku

Zvinoreva

Kana tsuro ikati vhurumuku inenge yamuka nokukasira ndokutanga kutiza chinenge chaivhundusa.

1

Kana tsuro ikati vhurumuku inenge yamuka nokukasira ndokutanga kutiza chinenge chaivhundusa.

Kana tsuro ikati vhurumuku inenge yamuka nokukasira ndokutanga kutiza chinenge chaivhundusa.

2

Kana munhu akati vhurumuku anenge angotanga kuita chimwe chinhu nokukasira uye pasina kunyanya kufunga nezvacho.

Akazongoti vhurumuku zvikanzi ndoenda kumusha, hameno kuti akange atsamwei.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhurumutsa

Kuvhurumutsa munhu kumutandanisa nechinangwa chekuda kumubata uye kumurova.

Verenga

Swipe for the next word