KwaunobvaDuramazwiVvhurumuka

Duramazwi

vhurumuka

Zvinoreva

Kuvhurumuka kutaura zvinhu zvaunenge usina kunyatsofunga nezvazvo.

Kana mhuka ikavhurumuka inenge yamuka payanga yakarara yavhundutswa.

1

2

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhurumuku

Kana tsuro ikati vhurumuku inenge yamuka nokukasira ndokutanga kutiza chinenge chaivhundusa.

Verenga

Swipe for the next word