KwaunobvaDuramazwiVvhurukushu

Duramazwi

vhurukushu

Zvinoreva

Kana munhu ati vhurukushu anenge agara pasi achiratidza kushaya simba.

Kuti vhurukushu kumuka kunoita mhuka yavhundutswa uye yanga yakarara.

1

2

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhurumu

Kuti vhurumu kungokaruka munhu ongotaura zvisinganzwisisiki.

Verenga

Swipe for the next word