KwaunobvaDuramazwiVvhurumutsa

Duramazwi

vhurumutsa

-vhumburutsa

Zvinoreva

Kuvhurumutsa munhu kumutandanisa nechinangwa chekuda kumubata uye kumurova.

1

Kuvhurumutsa munhu kumukomanisa kuti akarumudze kuita zvawanga wati aite asi wodzoka asati azviita.

2

Zvakafanana

-vhumburutsa

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhurungwa

Vhurungwa ivhu rakaurumbana kuita chinhu chimwe chete chekuti ukachirovera pasi chinopwanyika.

Verenga

Swipe for the next word