KwaunobvaDuramazwiVvhuruvhuzhu

Duramazwi

vhuruvhuzhu

Zvinoreva

Kuti vhuruvhuzhu kukaruka munhu wapepuka kubva muhope uchiita zvokuvhundukira.

1

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhuserere

Kana vanhu vachinzi vari kuita vhuserere vanenge vachifamba vachiparidza shoko raMwari kunzvimbo dzakasiyana siyana.

Verenga

Swipe for the next word