Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achivhutira simbi anenge achiipisa mumoto kuti ive nyore pakupfura.
1
Kana munhu achivhutira simbi anenge achiipisa mumoto kuti ive nyore pakupfura.
Kana munhu achivhutira simbi anenge achiipisa mumoto kuti ive nyore pakupfura.
Kupanda kurwadza kunoita musoro uchiita seunovhutira.
Pombi isimbi kana chimwe chinhu chine mwena pakati, chinoshandiswa kukweva mvura kubva pasi, kana kuvhutira mweya muvhiri.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhutura
Kuvhutura kurwadza kune kakupfura kunoita kana munhu akuvarira nochomukati munenge mava kuita urwa.
VerengaSwipe for the next word