Duramazwi
Zvinoreva
Kuti vhuu kubuda kunoita zuva mangwanani kunze kuchangoedza kana kuchena.
1

Somunhu akanga arara akadhakwa VaMusakanda vakatomuka zuva rati vhuu kukwira.
Kuti vhuu kubuda kunoita zuva mangwanani kunze kuchangoedza kana kuchena.
Kana munhu akati vhuu anenge asvika pane imwe nzvimbo.
2

Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhuvata
Kuvhumbama.
VerengaSwipe for the next word