KwaunobvaDuramazwiDdhabha

Duramazwi

dhabha

Zvinoreva

Kana uchidhabha unenge uchimwaza madhaka manyoro, matete pane chimwe chinhu.

Kana uchidhabha unenge uchitapa mhanzi kubva pane imwe kaseti kuenda pane imwe.

1

2

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhabhu

Kuti dhabhu kurovera pasi nokukwira mudenga kungaitwa nechinhu chakaita sebhora.

Verenga

Swipe for the next word