KwaunobvaDuramazwiDdzudzura

Duramazwi

dzudzura

-dzudzunga-dzura

Zvinoreva

Kana uchidzudzura imba unenge uchiizora uchi madhaka pasi kana kumadziro kuti inake mukati. Mai vangu vanogarodzudzura mumba medu nendove.

1

Zvakafanana

-dzudzunga · -dzura

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzuka

Kudzuka kukura kupinda zvimwe zvose kana vamwe vose.

Verenga

Swipe for the next word