Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchidhabhura tambo unenge uchidimbura napakati payo.
1

Dhabhura irekeni inobva pachubhu yebhasikoro.
Kana uchidhabhura tambo unenge uchidimbura napakati payo.
Kana vanhu vachiti mari yaiva mubhengi yakadhabhura vanenge vachireva kuti mari iyoyo yakawanda zvekupetwa kaviri.
2

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhabhuru
Kana zvinhu zviri dhabhuru zvinenge zvakapetwa kaviri.
VerengaSwipe for the next word