KwaunobvaDuramazwiDdha

Duramazwi

dha

Zvinoreva

Kuti dha kudimbuka kwechinhu changa chakabatana. Tambo yechiredzo yakati dha kudambuka pandakabata hove huru.

1

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhabha

Kana uchidhabha unenge uchimwaza madhaka manyoro, matete pane chimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word